ƲaHeberu 10:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Dai mutemo waigona, zvibayiro zvingadai zvisina kuregerwa kupirwa here? Dai kuri kuti vanamati vakanatswa chakamwe vangadai vasinganzwe kuti vane chitadzo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 ɗai ɀakaŋga ɀakaɗaro, ɀiŋgaɗai ɀisina‐kupera kuɓayirwa here? Nokuti ʋanonamata, kana ʋakaŋga ʋanatswa kamŋe cete, ʋaŋgaɗai ʋasina‐kuzoyeʋudzwa ɀiʋi ɀaʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Dai zvakanga zvakadaro, zvingadai zvisina kupera kubayirwa here? Nokuti vanonamata, kana vakanga vanatswa kamwechete, vangadai vasina kuzoyeudzwa zvivi zvavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Dai mutemo waigona, zvibayiro zvingadai zvisina kuregerwa kupirwa here? Dai kuri kuti vanamati vakanatswa chakamwe vangadai vasinganzwe kuti vane chitadzo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Dai mutemo waigona, zvibayiro zvingadai zvisina kuregerwa kupirwa here? Dai kuri kuti vanamati vakanatswa chakamwe vangadai vasinganzwe kuti vane chitadzo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Dai zvaigona kudaro, zvingadai zvisina kupera kubayirwa here? See the chapter |