ƲaEfeso 6:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Imi vana tenzi itaiwo zvimwechetezvo kwavari. Musavatyisidzire. Zivai kuti Tenzi wavo ari kudenga ndiye Tenzi wenyuwo uye kuti iye haana rusaruro. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Nemi madzishe, muʋaitire saiɀoɀo, murege kuʋatyisa; nokuti munoziʋa kuti Ishe waʋo nowenyu uri kuɗeŋga; haatendi ɀinoʋonekwa ɀomunhu. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Nemi madzishe, muvaitire saizvozvo, murege kuvatyisa; nokuti munoziva kuti Ishe wavo nowenyu ari kudenga; haatendi zvinoonekwa zvomunhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Imi vana tenzi itaiwo zvimwechetezvo kwavari. Musavatyisidzire. Zivai kuti Tenzi wavo ari kudenga ndiye Tenzi wenyuwo uye kuti iye haana rusaruro. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Imi vana tenzi itaiwo zvimwechetezvo kwavari. Musavatyisidzire. Zivai kuti Tenzi wavo ari kudenga ndiye Tenzi wenyuwo uye kuti iye haana rusaruro. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Uye imi vatenzi, mubate varanda venyu nenzira imwe cheteyo. Musavatyisa, sezvo muchiziva kuti Tenzi wavo nowenyu ari kudenga, uye haana rusaruro maari. See the chapter |