ƲaEfeso 6:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Zivai kuti munhu anoita zvakanaka achapiwa zvakanaka naTenzi kunyange ari muranda kana musununguki. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 muciziʋa kuti cinhu cipi necipi cakanaka, cinoitwa nomunhu mumŋe nomumŋe, ucacipiwa ɀe naShe, kana akasuŋgwa kana akasunuŋguka. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 muchiziva kuti chinhu chipi nechipi chakanaka, chinoitwa nomunhu mumwe nomumwe, achapiwazve naIshe, kana akasungwa kana akasununguka. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Zivai kuti munhu anoita zvakanaka achapiwa zvakanaka naTenzi kunyange ari muranda kana musununguki. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Zivai kuti munhu anoita zvakanaka achapiwa zvakanaka naTenzi kunyange ari muranda kana musununguki. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 nokuti munoziva kuti Ishe achapa mubayiro mumwe nomumwe pane zvose zvakanaka zvaanoita, angava muranda kana akasununguka. See the chapter |