ƲaEfeso 6:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Munofanira kuita basa renyu nechido sokunge muri kuriitira Tenzi kwete sokunge muri kuriitira vanhu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 muciɓata nomŋoyo wakanaka, muciɀiita sokunaShe, musiŋgaitiri ʋanhu; See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 muchibata basa nomwoyo wakanaka, muchizviita sokuna Ishe, musingaitiri vanhu; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Munofanira kuita basa renyu nechido sokunge muri kuriitira Tenzi kwete sokunge muri kuriitira vanhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Munofanira kuita basa renyu nechido sokunge muri kuriitira Tenzi kwete sokunge muri kuriitira vanhu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Mushande nomwoyo wose, sokunge munoshandira Ishe, kwete munhu, See the chapter |