ƲaEfeso 5:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Ngaparege kuva nezvinhu zvisingakodzeri nezvetsvina zvose kana tunyaya tusina maturo kana kushaya hunhu asi chinofanira kuvapo kutenda. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 neɀakaipa, nokutaura ɀoʋupenzi, nokunemera, iɀo ɀisina‐kufanira; asi ɀirinani kuʋoŋga. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 nezvakaipa, nokutaura zvoupenzi, nokunemera, izvo zvisina kufanira; asi zviri nani kuvonga. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Ngaparege kuva nezvinhu zvisingakodzeri nezvetsvina zvose kana tunyaya tusina maturo kana kushaya hunhu asi chinofanira kuvapo kutenda. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Ngaparege kuva nezvinhu zvisingakodzeri nezvetsvina zvose kana tunyaya tusina maturo kana kushaya hunhu asi chinofanira kuvapo kutenda. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Uye hapafaniri kuva nokufunga kusina maturo, kutaura kwoupenzi kana kunemera, izvo zvisina kufanira, asi zviri nani kuvonga. See the chapter |