ƲaEfeso 5:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Nokuda kwaizvozvi murume anosiya baba vake naamai vake achibatanidzwa nomudzimai wake. Vose vari vaviri vachiva nyama imwechete. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Naiɀoɀo munhu ucasiya ɓaɓa ʋake namai ʋake, anamatire mukadzi wake; iʋaʋo ʋaʋiri ʋacaʋa nyama imŋe. See the chapterShona Bible 1949 revised 200231 Naizvozvo munhu achasiya baba vake namai vake, anamatire mukadzi wake; ivavo vaviri vachava nyama imwe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Nokuda kwaizvozvi murume anosiya baba vake naamai vake achibatanidzwa nomudzimai wake. Vose vari vaviri vachiva nyama imwechete. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona31 Nokuda kwaizvozvi murume anosiya baba vake naamai vake achibatanidzwa nomudzimai wake. Vose vari vaviri vachiva nyama imwechete. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 “Nokuda kwaizvozvi, murume achasiya baba namai vake uye asanganiswe nomukadzi, uye vaviri vachava nyama imwe chete.” See the chapter |