ƲaEfeso 5:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Saizvozvo varume vanofanira kuda vadzimai vavo sokuda kwavanoita miviri yavo. Munhu anoda mudzimai wake ari kutozvida iye pachake See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Saiɀoɀo ʋo ʋarume ʋanofanira kuɗa ʋakadzi ʋaʋo semiʋiri yaʋo. Unoɗa mukadzi wake, unoɀiɗa; See the chapterShona Bible 1949 revised 200228 Saizvozvowo varume vanofanira kuda vakadzi vavo semiviri yavo. Anoda mukadzi wake, anozvida; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Saizvozvo varume vanofanira kuda vadzimai vavo sokuda kwavanoita miviri yavo. Munhu anoda mudzimai wake ari kutozvida iye pachake See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona28 Saizvozvo varume vanofanira kuda vadzimai vavo sokuda kwavanoita miviri yavo. Munhu anoda mudzimai wake ari kutozvida iye pachake See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Nenzira imwe cheteyo, varume vanofanira kuda vakadzi vavo semiviri yavo chaiyo. Uyo anoda mukadzi wake anozvida iye pachake. See the chapter |