Online Bible

- Advertisements -

ƲaEfeso 5:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Ndokusaka zvichinzi; “Muka iwe uvete, muka muvakafa, Kristu achakuvhenekera.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Saka iye unoti: Muka iwe uʋete, muka kuʋakafa, Kristu ucakuvenekera.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Saka iye anoti, “Muka iwe uvete, muka kuvakafa, Kristu achakuvhenekera.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Ndokusaka zvichinzi; “Muka iwe uvete, muka muvakafa, Kristu achakuvhenekera.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Ndokusaka zvichinzi; “Muka iwe uvete, muka muvakafa, Kristu achakuvhenekera.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 nokuti chiedza ndicho chinoratidza zvinhu zvose. Ndokusaka zvichinzi: “Muka, iwe muvati, muka kubva kuvakafa, Kristu achavhenekera pauri.”

See the chapter Copy

ƲaEfeso 5:14

Follow us:

Advertisements

Advertisements