Online Bible

- Advertisements -

ƲaEfeso 4:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Bvisai mamuri nduramwa dzose nokutsamwa, nehasha nokupopota namakuhwa nouipi hwose.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 Shuŋgu dzose, nokutsamŋa, nehasha, nokupopota, nokutuka, neɀakaipa ɀose, ŋgaɀibviswe kwamuri;

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

31 Shungu dzose, nokutsamwa, nehasha, nokupopota, nokutuka, nezvakaipa zvose, ngazvibviswe kwamuri;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Bvisai mamuri nduramwa dzose nokutsamwa, nehasha nokupopota namakuhwa nouipi hwose.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

31 Bvisai mamuri nduramwa dzose nokutsamwa, nehasha nokupopota namakuhwa nouipi hwose.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

31 Bvisai shungu dzose, hasha nokutsamwa, kupopota namakuhwa pamwe chete nokuvenga kwose.

See the chapter Copy

ƲaEfeso 4:31

Follow us:

Advertisements

Advertisements