ƲaEfeso 4:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Mbavha ngaachirega kuba ichiita basa kwaro namaoko ayo [rinoiraramisa] kuti ibatsire vasina chokubata. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Wakaɓa, ŋgaarege kuɓa ɀe; asi ɀirinani kuti atambudzike, aɓate namaʋoko ake ɓasa rakanaka, kuti aʋe necaaŋgapa unoshaiwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200228 Akaba, ngaarege kubazve; asi zviri nani kuti atambudzike abate namaoko ake basa rakanaka, kuti ave nechaangapa anoshaiwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Mbavha ngaachirega kuba ichiita basa kwaro namaoko ayo [rinoiraramisa] kuti ibatsire vasina chokubata. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona28 Mbavha ngaachirega kuba ichiita basa kwaro namaoko ayo [rinoiraramisa] kuti ibatsire vasina chokubata. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Uyo akanga achimboba ngaarege kuzobazve, asi anofanira kushanda, achiita zvinhu zvinobatsira namaoko ake, kuti ave nechaangagovera avo vanoshayiwa. See the chapter |