Online Bible

- Advertisements -

ƲaEfeso 4:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Naizvozvo chikandai pasi nhema, munhu oga oga ataure chokwadi kuno mumwe wake nokuti tiri mutezo womumwe nomumwe wedu.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Naiɀoɀo bvisai nhema, mutaure ɀokwaɗi, mumŋe nomumŋe kunowokwake; nokuti tiri mitezo, mumŋe womumŋe.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Naizvozvo bvisai nhema, mutaure chokwadi, mumwe nomumwe kunowokwake; nokuti tiri mitezo, mumwe womumwe.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Naizvozvo chikandai pasi nhema, munhu oga oga ataure chokwadi kuno mumwe wake nokuti tiri mutezo womumwe nomumwe wedu.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Naizvozvo chikandai pasi nhema, munhu oga oga ataure chokwadi kuno mumwe wake nokuti tiri mutezo womumwe nomumwe wedu.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Naizvozvo mumwe nomumwe wenyu anofanira kubvisa nhema uye ataure chokwadi kuno muvakidzani wake, nokuti isu tose tiri nhengo dzomuviri mumwe.

See the chapter Copy

ƲaEfeso 4:25

Follow us:

Advertisements

Advertisements