ƲaEfeso 4:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 mupfeke unhu hutsva hwakasikwa hwakatodzana naMwari muururami noutsvene huri pachokwadi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 mufuke munhu mutȿa, wakasikwa akafanana naMŋari pakururama, noʋutȿene bgeɀokwaɗi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200224 mupfeke munhu mutsva, akasikwa akafanana naMwari pakururama, noutsvene hwechokwadi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 mupfeke unhu hutsva hwakasikwa hwakatodzana naMwari muururami noutsvene huri pachokwadi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona24 mupfeke unhu hutsva hwakasikwa hwakatodzana naMwari muururami noutsvene huri pachokwadi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 uye mufuke munhu mutsva, akasikwa kuti afanane naMwari mukururama kwechokwadi noutsvene. See the chapter |