ƲaEfeso 4:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Makanzwaka imi nezvake mukadzidziswa maaari chokwadi sezvachiri muna Jesu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 kana ari iye hake wamakanzwa, nokudzidziswa maari, seiri ɀokwaɗi munaJesu: See the chapterShona Bible 1949 revised 200221 kana ari iye hake wamakanzwa, nokudzidziswa maari, seiri chokwadi muna Jesu: See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Makanzwaka imi nezvake mukadzidziswa maaari chokwadi sezvachiri muna Jesu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona21 Makanzwaka imi nezvake mukadzidziswa maaari chokwadi sezvachiri muna Jesu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Zvirokwazvo makanzwa nezvake uye makadzidziswa maari maererano nechokwadi chiri muna Jesu. See the chapter |