ƲaEfeso 3:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 uye kuti ndionese vanhu vose urongwa hwezvakavandika zvakanga zvakavanzwa kwezvizvarwa nezvizvarwa naMwari akasika zvinhu zvose See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 nokuratidza ʋose kuti kugoʋerwa kwakaɗiniko kweɀakaʋanzika, ɀakaŋga ɀakafukidzwa munaMŋari, wakasika ɀose, kubva paŋguʋa yokutaŋga; See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 nokuratidza vose kuti kugoverwa kwakadiniko kwezvakavanzika, zvakanga zvakafukidzwa muna Mwari, akasika zvose, kubva panguva yokutanga; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 uye kuti ndionese vanhu vose urongwa hwezvakavandika zvakanga zvakavanzwa kwezvizvarwa nezvizvarwa naMwari akasika zvinhu zvose See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 uye kuti ndionese vanhu vose urongwa hwezvakavandika zvakanga zvakavanzwa kwezvizvarwa nezvizvarwa naMwari akasika zvinhu zvose See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 uye kuti ndiratidze pachena kuvanhu vose kugoverwa kwechakavanzika ichi, icho panguva yakare chakanga chakavigwa muna Mwari, iye akasika zvinhu zvose. See the chapter |