ƲaEfeso 3:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Ndinofunga kuti makanzwa zvebasa renyasha dzaMwari routariri randakapirwa imi, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 kana makanzwa henyu kugoʋerwa kwenyasha dzaMŋari dzandakapiwa pamsoro penyu; See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 kana makanzwa henyu kugoverwa kwenyasha dzaMwari dzandakapiwa pamusoro penyu; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Ndinofunga kuti makanzwa zvebasa renyasha dzaMwari routariri randakapirwa imi, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Ndinofunga kuti makanzwa zvebasa renyasha dzaMwari routariri randakapirwa imi, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Zvirokwazvo makanzwa zvokugoverwa kwenyasha dzaMwari dzakapiwa kwandiri nokuda kwenyu, See the chapter |