ƲaEfeso 3:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 kunobva chose chinotumidzwa kuti mhuri, chingave kudenga kana kuti pasi pano. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 aʋo, rudzi rwose kuɗeŋga napanyika runotumidzwa nezita raʋo, See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 rudzi rwose kudenga napanyika runotumidzwa nezita ravo, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 kunobva chose chinotumidzwa kuti mhuri, chingave kudenga kana kuti pasi pano. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona15 kunobva chose chinotumidzwa kuti mhuri, chingave kudenga kana kuti pasi pano. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 nokuti mhuri yavo yose iri kudenga napanyika inowana zita rayo kubva kwavari. See the chapter |