ƲaEfeso 2:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Paari ndipo pakabatanidzwa imba yose ichizokura muna Tenzi kuva Temberi inoera. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Maari imba yose yakasoŋganiswa kwaɀo, inokura, iʋe tembere tȿene munaShe. See the chapterShona Bible 1949 revised 200221 Maari imba yose yakasanganiswa kwazvo, inokura, ive temberi tsvene muna Ishe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Paari ndipo pakabatanidzwa imba yose ichizokura muna Tenzi kuva Temberi inoera. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona21 Paari ndipo pakabatanidzwa imba yose ichizokura muna Tenzi kuva Temberi inoera. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Maari imba yose yakabatanidzwa pamwe chete uye inokura kuti ive temberi tsvene muna She. See the chapter |