ƲaEfeso 2:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 nokuti nokwaari uye naMweya mumwechete tinowana masvikiro kuna Baba. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 nokuti isu tose tinopinda naiye noMŋeya mumŋe kunaƂaɓa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200218 nokuti isu tose tinopinda naiye noMweya mumwe kuna Baba. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 nokuti nokwaari uye naMweya mumwechete tinowana masvikiro kuna Baba. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona18 nokuti nokwaari uye naMweya mumwechete tinowana masvikiro kuna Baba. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Nokuti kubudikidza naye isu tose tinosvika kuna Baba noMweya mumwe chete. See the chapter |