ƲaEfeso 2:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Uye kuti nomuchinjikwa, atiwadzanise naMwari mumuviri mumwechete, nezvo achibva aparadza ruvengo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 kuti mumucinjikwa ayananise ɀe ʋose ʋaʋiri, ʋaʋe muʋiri mumŋe kunaMŋari, ɀaakaʋuraya kuʋeŋgana naiwo mucinjikwa; See the chapterShona Bible 1949 revised 200216 kuti mumuchinjikwa ayananisezve vose vaviri, vave muviri mumwe kuna Mwari, zvaakauraya kuvengana naiwo muchinjikwa; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Uye kuti nomuchinjikwa, atiwadzanise naMwari mumuviri mumwechete, nezvo achibva aparadza ruvengo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona16 Uye kuti nomuchinjikwa, atiwadzanise naMwari mumuviri mumwechete, nezvo achibva aparadza ruvengo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 uye mumuviri mumwe chete uyu ayananise vaviri ava kuna Mwari kubudikidza nomuchinjikwa, wakaparadza kuvengana kwavo. See the chapter |