ƲaEfeso 2:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Nokuti Kristu ndiye rugare rwedu akaita kuti tive vamwe akaputsa munyama yake chidziro chaiparadzanisa vanhu choruvengo See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Nokuti ndiye rugare rweɗu, iye wakaita ɀinhu ɀiʋiri kuti ciʋe cinhu cimŋe, akaputsa ruȿiŋgo rwapakati rwaiparadzanisa; See the chapterShona Bible 1949 revised 200214 Nokuti ndiye rugare rwedu, iye akaita zvinhu zviviri kuti chive chinhu chimwe, akaputsa rusvingo rwapakati rwaiparadzanisa; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Nokuti Kristu ndiye rugare rwedu akaita kuti tive vamwe akaputsa munyama yake chidziro chaiparadzanisa vanhu choruvengo See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona14 Nokuti Kristu ndiye rugare rwedu akaita kuti tive vamwe akaputsa munyama yake chidziro chaiparadzanisa vanhu choruvengo See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Nokuti iye pachake ndiye rugare rwedu, akaita kuti vaviri vave chinhu chimwe uye akaparadza mukaha, irwo rusvingo rwokuvengana rwaivaparadzanisa, See the chapter |