ƲaEfeso 1:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 kuti Mwari arumbidzwe pamusana penyasha dzake dzisingatauriki dzaakatiitira nokuMwanakomana wake wapamwoyo pasina muripo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 kuti kunaka kukuru kwenyasha dzake dzaakaŋgotipa hake muMuɗikanwa wake, kurumbidzwe; See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 kuti kunaka kukuru kwenyasha dzake dzakangotipa hake muMudikanwi wake, kurumbidzwe; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 kuti Mwari arumbidzwe pamusana penyasha dzake dzisingatauriki dzaakatiitira nokuMwanakomana wake wapamwoyo pasina muripo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 kuti Mwari arumbidzwe pamusana penyasha dzake dzisingatauriki dzaakatiitira nokuMwanakomana wake wapamwoyo pasina muripo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 kuti kunakisisa kwenyasha dzake dzaakangotipa hake muna Iye waanoda kurumbidzwe. See the chapter |