ƲaEfeso 1:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Akatisarudza maari pasi pasati pasikwa kuti tive vatsvene vakarurama pamberi pake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 seɀaakatisanaŋgura maari nyika isati yaʋambga, kuti tiʋe ʋatȿene ʋasinemhoȿa pamberi pake muruɗo; See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 sezvaakatitsanangura maari nyika isati yavambwa, kuti tive vatsvene, vasina mhosva, pamberi pake murudo; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Akatisarudza maari pasi pasati pasikwa kuti tive vatsvene vakarurama pamberi pake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Akatisarudza maari pasi pasati pasikwa kuti tive vatsvene vakarurama pamberi pake. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Nokuti akatisarudza maari nyika isati yasikwa kuti tive vatsvene vasina chavanopomerwa pamberi pake. Murudo See the chapter |