Online Bible

- Advertisements -

ƲaEfeso 1:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Mwari akaisawo zvinhu zvose pasi petsoka dzake akamuita musoro wezvinhu zvose musangano

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 akaisa ɀose pasi petsoka dzake, akapa kereke iye, kuti aʋe musoro waɀose,

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

22 akaisa zvose pasi petsoka dzake, akapa sangano iye, kuti ave musoro wazvose,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Mwari akaisawo zvinhu zvose pasi petsoka dzake akamuita musoro wezvinhu zvose musangano

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Mwari akaisawo zvinhu zvose pasi petsoka dzake akamuita musoro wezvinhu zvose musangano

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Uye Mwari akaisa zvinhu zvose pasi petsoka dzake akamugadza kuti ave musoro wezvinhu zvose nokuda kwekereke,

See the chapter Copy

ƲaEfeso 1:22

Follow us:

Advertisements

Advertisements