ƲaEfeso 1:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 “Dai Mwari waTenzi wedu Jesu Kristu, Baba vembiri vangokupai Mweya woungwaru anozarurira vanhu kuti mumuzive See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 kuti Mŋari waShe weɗu Jesu Kristu, Ƃaɓa ʋokubginya kukuru, akupei mŋeya wokucenjera nowokuzarurirwa pakumuziʋa; See the chapterShona Bible 1949 revised 200217 kuti Mwari waIshe wedu Jesu Kristu, Baba vokubwinya kukuru, akupei mweya wokuchenjera nowokuzarurirwa pakumuziva; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 “Dai Mwari waTenzi wedu Jesu Kristu, Baba vembiri vangokupai Mweya woungwaru anozarurira vanhu kuti mumuzive See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona17 “Dai Mwari waTenzi wedu Jesu Kristu, Baba vembiri vangokupai Mweya woungwaru anozarurira vanhu kuti mumuzive See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Ndinoramba ndichikumbira kuti Mwari waIshe wedu Jesu Kristu, Baba vokubwinya, akupei mweya wouchenjeri nokuzarurirwa, kuitira kuti mumuzive zviri nani. See the chapter |