ƲaEfeso 1:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Mweya Mutsvene ndiye rubatso rwenhaka yedu kusvikira taiwana, mbiri yaMwari ichibva yarumbidzwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 uri ruɓatso rwenhaka yeɗu, kuratidza kudzikinurwa kwaʋanhu ʋaMŋari caiʋo, kuti kubginya kwake kurumbidzwe. See the chapterShona Bible 1949 revised 200214 uri rubato rwenhaka yedu, kuratidza kudzikinurwa kwavanhu vaMwari chaivo, kuti kubwinya kwake kurumbidzwe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Mweya Mutsvene ndiye rubatso rwenhaka yedu kusvikira taiwana, mbiri yaMwari ichibva yarumbidzwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona14 Mweya Mutsvene ndiye rubatso rwenhaka yedu kusvikira taiwana, mbiri yaMwari ichibva yarumbidzwa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 anova ndiye rubatso runotitsidzira nhaka yedu kusvikira rudzikinuro rwaavo vari vaMwari chaivo rwaratidzwa, kuti kubwinya kwake kurumbidzwe. See the chapter |