ƲaEfeso 1:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 chourongwa hwake hwokuti kana nguva yakwana, abatanidze zvinhu zvose, zviri kudenga nezviri pasi agozviisa pasi paKristu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 kuti afambise kuzara kweŋguʋa, aʋuŋganidze munaKristu ɀose ɀiri kuɗeŋga, neɀiri pasi; See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 kuti afambise kuzara kwenguva, aunganidzwe muna Kristu zvose zviri kudenga, nezviri pasi; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 chourongwa hwake hwokuti kana nguva yakwana, abatanidze zvinhu zvose, zviri kudenga nezviri pasi agozviisa pasi paKristu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 chourongwa hwake hwokuti kana nguva yakwana, abatanidze zvinhu zvose, zviri kudenga nezviri pasi agozviisa pasi paKristu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 auyise pamwe chete zvinhu zvose zviri kudenga nezviri panyika pasi pomusoro mumwe, anova Kristu. See the chapter |