Rute 4:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Saka hama iya muridzi wenhaka paakati kuna Bhoazi, “Utenge zvako iwe.” Akabva abvisa shangu yake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀino hama iyo yomumba ikati kunaBoazi: Ciɀiteŋgera hako uyo. Akabvisa shaŋgu yake. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Zvino hama iyo yomumba ikati kuna Bhoazi, “Chizvitengera hako uyo.” Akabvisa shangu yake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Saka hama iya muridzi wenhaka paakati kuna Bhoazi, “Utenge zvako iwe.” Akabva abvisa shangu yake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Saka hama iya muridzi wenhaka paakati kuna Bhoazi, “Utenge zvako iwe.” Akabva abvisa shangu yake. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Naizvozvo hama yapedyo, mudzikinuri akati kuna Bhoazi, “Chiutenga iwe.” Uye akabvisa shangu yake. See the chapter |