Rute 4:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Naomi akagumbatira mwana uyu pachipfuva chake ndokubva ava mureri wake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ɀino Naome akatora mŋana, akamufuŋgatira pacifuʋa cake, akaʋa mureri wake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200216 Zvino Naomi akatora mwana, akamufungatira pachipfuva chake, akava mureri wake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Naomi akagumbatira mwana uyu pachipfuva chake ndokubva ava mureri wake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona16 Naomi akagumbatira mwana uyu pachipfuva chake ndokubva ava mureri wake. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Ipapo Naomi akatora mwana, akamuisa pamakumbo ake akamurera. See the chapter |