Online Bible

- Advertisements -

Rute 4:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Bhoazi akatora Rute akagara nhaka yacho. Akapinda mumba naye, Tenzi akamubatsira akava napamuviri akabereka mwana mukomana.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Ipapo Boazi akawana Rute, akaʋa mukadzi wake, akapinda kwaari, Jehova akamutoresa mimba, akapona mŋanakomana.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Ipapo Bhoazi akawana Rute, akava mukadzi wake, akapinda kwaari, Jehovha akamutoresa mimba, akapona mwanakomana.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Bhoazi akatora Rute akagara nhaka yacho. Akapinda mumba naye, Tenzi akamubatsira akava napamuviri akabereka mwana mukomana.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Bhoazi akatora Rute akagara nhaka yacho. Akapinda mumba naye, Tenzi akamubatsira akava napamuviri akabereka mwana mukomana.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Naizvozvo Bhoazi akatora Rute akava mukadzi wake. Zvino akapinda kwaari Jehovha akamuita kuti abate pamuviri, iye akabereka mwanakomana.

See the chapter Copy

Rute 4:13

Follow us:

Advertisements

Advertisements