Online Bible

- Advertisements -

Rute 3:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Paakasvika kuna vamwene vake, vakamubvunza kuti, “Zvafamba sei mwanangu?” Iye ndokuvataurirawo zvose zvaakanga aitirwa nomurume iyeyo

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Ɀino wakati aciȿika kuʋamŋene ʋake, iʋo ʋakati: Ɀazoɗiniko mŋana waŋgu? akaʋaʋudza ɀose ɀaakaŋga aitirwa nomurume uya.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Zvino wakati achisvika kuna vamwene vake, ivo vakati, “Zvazodiniko mwana wangu?” Akavaudza zvose zvaakanga aitirwa nomurume uya.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Paakasvika kuna vamwene vake, vakamubvunza kuti, “Zvafamba sei mwanangu?” Iye ndokuvataurirawo zvose zvaakanga aitirwa nomurume iyeyo

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Paakasvika kuna vamwene vake, vakamubvunza kuti, “Zvafamba sei mwanangu?” Iye ndokuvataurirawo zvose zvaakanga aitirwa nomurume iyeyo

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Zvino Rute akati asvika kuna vamwene vake, Naomi akamubvunza akati, “Zvaita mafambiroi mwanasikana wangu?” Ipapo iye akamuudza zvose zvaakanga aitirwa naBhoazi,

See the chapter Copy

Rute 3:16

Follow us:

Advertisements

Advertisements