Online Bible

- Advertisements -

Rute 2:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Mushandi wake wokutungamirira vakohwi ndokuti, “Mukadzi wechiMoabhu akauya naNaomi paakadzoka achibva kuMoabhu,

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Muranda, wakaŋga ari mutariri waʋaceki, akapindura, akati: Ndiye musikana muMoabi, wakadzoka naNaome ʋacibva kunyika yaMoabi;

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Muranda, wakanga ari mutariri wavacheki, akapindura akati, “Ndiye musikana muMoabhu, wakadzoka naNaomi vachibva kunyika yaMoabhu,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Mushandi wake wokutungamirira vakohwi ndokuti, “Mukadzi wechiMoabhu akauya naNaomi paakadzoka achibva kuMoabhu,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Mushandi wake wokutungamirira vakohwi ndokuti, “Mukadzi wechiMoabhu akauya naNaomi paakadzoka achibva kuMoabhu,

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Mutariri akapindura akati, “Mukadzi wechiMoabhu akadzoka pamwe chete naNaomi vachibva kuMoabhu.

See the chapter Copy

Rute 2:6

Follow us:

Advertisements

Advertisements