Rute 2:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Naizvozvo Rute akaramba achifuhwa akati kwati navasikana vaimushandira vacho kudzamara vapedza kukohwa bhari nekoroni, iye achigara zvake navamwene vake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Naiɀoɀo akarambira kuʋasikana ʋaBoazi, akaʋuŋganidza kuȿikira pakupera kwokucekwa kwebari nokucekwa kweɀiyo; akagara naʋamŋene ʋake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200223 Naizvozvo akarambira kuvasikana vaBhoazi, akaunganidza kusvikira pakupera kwokuchekwa kwebhari nokuchekwa kwezviyo; akagara navamwene vake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Naizvozvo Rute akaramba achifuhwa akati kwati navasikana vaimushandira vacho kudzamara vapedza kukohwa bhari nekoroni, iye achigara zvake navamwene vake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona23 Naizvozvo Rute akaramba achifuhwa akati kwati navasikana vaimushandira vacho kudzamara vapedza kukohwa bhari nekoroni, iye achigara zvake navamwene vake. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Saka Rute akagara pedyo navasikana vaishandira Bhoazi achinongera kusvikira kuchekwa kwegorosi nebhari kwapera. Uye iye akagara navamwene vake. See the chapter |