Online Bible

- Advertisements -

Rute 2:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Naomi akataurira muroora wake Rute achiti, “Zviri nani mwanangu kuti ushande navasikana vanomushandira ivavo nokuti ukaenda kumunda mumwewo, kungadaro kukawana chakaipa chingaitwe kwauri.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Naome akati kunaRute, mukadzi womŋana wake: Ɀakanaka mŋana waŋgu, kuti uende naʋasikana ʋake, urege kuʋonekwa kunomumŋe munda.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Naomi akati kuna Rute, mukadzi womwana wake, “Zvakanaka mwana wangu, kuti uende navasikana vake, urege kuonekwa kune mumwe munda.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Naomi akataurira muroora wake Rute achiti, “Zviri nani mwanangu kuti ushande navasikana vanomushandira ivavo nokuti ukaenda kumunda mumwewo, kungadaro kukawana chakaipa chingaitwe kwauri.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Naomi akataurira muroora wake Rute achiti, “Zviri nani mwanangu kuti ushande navasikana vanomushandira ivavo nokuti ukaenda kumunda mumwewo, kungadaro kukawana chakaipa chingaitwe kwauri.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Naomi akati kuna Rute muroora wake, “Zvichava zvakanaka kwauri mwanangu, kuti uende navasikana vake, nokuti ukaenda mumunda womumwe ungazokanganiswa.”

See the chapter Copy

Rute 2:22

Follow us:

Advertisements

Advertisements