Rute 2:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Rute muMoabhu uyu akati, “Murume iyeyo anditiwo, ‘Ramba wakati kwati navashandi vangu kusvikira vapedza kukohwa mbesanwa dzangu dzose.’ ” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Rute muMoabi akati: Hoŋo, wakati kwandiri: Unofanira kurambira kumajaya aŋgu, kuȿikira ʋapedza kuceka ɀose ɀaŋgu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200221 Rute muMoabhu akati, “Hongu, wakati kwandiri, ‘Unofanira kurambira kumajaya angu, kusvikira vapedza kucheka zvose zvangu.’ ” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Rute muMoabhu uyu akati, “Murume iyeyo anditiwo, ‘Ramba wakati kwati navashandi vangu kusvikira vapedza kukohwa mbesanwa dzangu dzose.’ ” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona21 Rute muMoabhu uyu akati, “Murume iyeyo anditiwo, ‘Ramba wakati kwati navashandi vangu kusvikira vapedza kukohwa mbesanwa dzangu dzose.’ ” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Ipapo Rute muMoabhu akati, “Abva ati kwandiri, ‘Gara navashandi vangu kusvikira vapedza kucheka zviyo zvangu zvose.’ ” See the chapter |