Rute 1:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Tenzi ngaakubatsirei kuti muroorwezve mugogara zvenyu zvakanaka mudzimba dzavarume venyu.” Naomi akavatsvoda, ivowo vakahwihwidza kuchema See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Jehova ŋgaakuzorodzei, mumŋe nomumŋe mumba momurume wake. Akaʋaȿeta, iʋo ʋakacema kwaɀo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Jehovha ngaakuzorodzei, mumwe nomumwe mumba momurume wake.” Akavatsvoda, ivo vakachema kwazvo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Tenzi ngaakubatsirei kuti muroorwezve mugogara zvenyu zvakanaka mudzimba dzavarume venyu.” Naomi akavatsvoda, ivowo vakahwihwidza kuchema See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Tenzi ngaakubatsirei kuti muroorwezve mugogara zvenyu zvakanaka mudzimba dzavarume venyu.” Naomi akavatsvoda, ivowo vakahwihwidza kuchema See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Jehovha ngaaite kuti mumwe nomumwe wenyu awane zororo mumba yomumwe murume.” Ipapo akavatsvoda uye vakachema zvikuru. See the chapter |