Rute 1:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Iye navaroora vake vaviri vakasimuka vakabva kwavaigara, vakapinda munzira vodzokera kunyika yokwaJudha. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Akabva kwaakaŋga ari naʋakadzi ʋaʋana ʋake ʋaʋiri, ʋakafamba nenzira inodzokera kunyika yaJuda. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Akabva kwaakanga ari navakadzi vavana vake vaviri, vakafamba nenzira inodzokera kunyika yaJudha. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Iye navaroora vake vaviri vakasimuka vakabva kwavaigara, vakapinda munzira vodzokera kunyika yokwaJudha. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Iye navaroora vake vaviri vakasimuka vakabva kwavaigara, vakapinda munzira vodzokera kunyika yokwaJudha. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Akabva pamwe chete navaroora vake panzvimbo yavaigara vakasimuka vakaenda nenzira yaizovasvitsa kunyika yeJudha. See the chapter |