Online Bible

- Advertisements -

Rute 1:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Ndiwo madzokero akaita Naomi kubva kuMoabhu aina Rute muroora wake wechiMoabhu. Vakasvika kuBheterehemu iri nguva yokutanga kukohwa bhari.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Naiɀoɀo Naome akadzoka naRute muMoabi, mukadzi womŋana wake, ʋacibva kunyika yaMoabi; ʋakaȿika paBeti‐rehemi ʋanhu ʋotaŋga kukohwa bari.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Naizvozvo Naomi akadzoka naRute muMoabhu, mukadzi womwana wake, vachibva kunyika yaMoabhu; vakasvika paBheterehemu vanhu votanga kukohwa bhari.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Ndiwo madzokero akaita Naomi kubva kuMoabhu aina Rute muroora wake wechiMoabhu. Vakasvika kuBheterehemu iri nguva yokutanga kukohwa bhari.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Ndiwo madzokero akaita Naomi kubva kuMoabhu aina Rute muroora wake wechiMoabhu. Vakasvika kuBheterehemu iri nguva yokutanga kukohwa bhari.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Naizvozvo Naomi akadzokera achibva kuMoabhu, naRute muMoabhu, muroora wake, vakasvika muBheterehema nguva yokukohwa bhari ichangotanga.

See the chapter Copy

Rute 1:22

Follow us:

Advertisements

Advertisements