Rute 1:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Naomi paakaona kuti Rute atsungirira kuenda naye akabva anyarara zvake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ɀino wakati aciʋona kuti watsuŋgirira kwaɀo kuenda naye, akarega kuzotaura naye. See the chapterShona Bible 1949 revised 200218 Zvino wakati achiona kuti watsungirira kwazvo kuenda naye, akarega kuzotaura naye. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Naomi paakaona kuti Rute atsungirira kuenda naye akabva anyarara zvake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona18 Naomi paakaona kuti Rute atsungirira kuenda naye akabva anyarara zvake. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Zvino Naomi akati aona kuti Rute akanga ashinga kuenda naye, akarega kumugombedzera. See the chapter |