Rute 1:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 vakati, “Aiwa, chiripo ndechokuti tinofanira kudzokerawo nemi kuvanhu vokwenyu.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ʋakati kwaari: Kwete, ticaenda nemi kana modzokera kuʋanhu ʋenyu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 Vakati kwaari, “Kwete, tichaenda nemi kana modzokera kuvanhu venyu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 vakati, “Aiwa, chiripo ndechokuti tinofanira kudzokerawo nemi kuvanhu vokwenyu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 vakati, “Aiwa, chiripo ndechokuti tinofanira kudzokerawo nemi kuvanhu vokwenyu.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Zvino vakati kwaari, “Tichadzokera nemi kuvanhu vokwenyu.” See the chapter |