Ruka 9:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Herodhi mumwe wavatongi vana akanzwa zvose zvakanga zvaitwa zvakamupazanisa musoro nokuti zvainzi navamwe, ndiJohani akamutswa kuvakafa, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ɀino Herode, muɓati, wakanzwa ɀose ɀakaŋga ɀiciitwa; akakaŋganiswa, nokuti ʋamŋe ʋakaŋga ʋaciti, Johane wakamuka kuʋakafa; See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Zvino ishe Herodhi, akanzwa zvose zvakanga zvichiitwa; akakanganiswa, nokuti vamwe vakanga vachiti, Johani akamuka kuvakafa; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Herodhi mumwe wavatongi vana akanzwa zvose zvakanga zvaitwa zvakamupazanisa musoro nokuti zvainzi navamwe, ndiJohani akamutswa kuvakafa, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Herodhi mumwe wavatongi vana akanzwa zvose zvakanga zvaitwa zvakamupazanisa musoro nokuti zvainzi navamwe, ndiJohani akamutswa kuvakafa, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Zvino Herodhi mubati akanzwa pamusoro pezvose zvakanga zvichiitika. Akakanganisika, nokuti vamwe vakanga vachiti Johani akanga amutswa kubva kuvakafa, See the chapter |