Ruka 9:58 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika58 Jesu akati kwaari, “Makava ana maguru uye shiri dzedenga dzina matendere asi Mwanakomana womunhu haana kana pokutsamira musoro wake.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)58 Jesu akati kwaari: Mhuŋgubge dzinemŋena, neshiri dzokuɗeŋga dzinamatendere, asi Mŋanakomana womunhu haana‐paaŋgatsamidza musoro wake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200258 Jesu akati kwaari, “Mhungubwe dzine mwena, neshiri dzokudenga dzina matendere, asi Mwanakomana womunhu haana paangatsamidza musoro wake.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika58 Jesu akati kwaari, “Makava ana maguru uye shiri dzedenga dzina matendere asi Mwanakomana womunhu haana kana pokutsamira musoro wake.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona58 Jesu akati kwaari, “Makava ana maguru uye shiri dzedenga dzina matendere asi Mwanakomana womunhu haana kana pokutsamira musoro wake.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi58 Jesu akapindura akati, “Makava ane mwena yawo uye shiri dzedenga dzine matendere adzo, asi Mwanakomana woMunhu haana paangatsamidza musoro wake.” See the chapter |