Online Bible

- Advertisements -

Ruka 9:57 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

57 Pavainge vachifamba nenzira, mumwe murume akati kwaari, “Ndinoda kukuteverai kose zvako kwamunoenda.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

57 Ɀino ʋakati ʋacifamba munzira, mumŋe munhu akati kwaari: Ndicakuteʋerai pose pamunoenda.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

57 Zvino vakati vachifamba munzira, mumwe munhu akati kwaari, “Ndichakuteverai pose pamunoenda.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

57 Pavainge vachifamba nenzira, mumwe murume akati kwaari, “Ndinoda kukuteverai kose zvako kwamunoenda.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

57 Pavainge vachifamba nenzira, mumwe murume akati kwaari, “Ndinoda kukuteverai kose zvako kwamunoenda.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

57 Vakati vachifamba mumugwagwa, mumwe murume akati, “Ndichakuteverai kwose kwamunoenda.”

See the chapter Copy

Ruka 9:57

Follow us:

Advertisements

Advertisements