Online Bible

- Advertisements -

Ruka 9:54 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

54 Vadzidzi vake, vana Jemusi naJohani pavakazviona vakati, “Tenzi munoda here kuti titi moto utozomoke kudenga uvaroromese?”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

54 Ʋadzidzi ʋake, Jakobo naJohane, ʋakati ʋaciɀiʋona, ʋakati: Ishe, munoɗa kuti titi mŋoto uɓuruke kuɗeŋga, uʋaparadze here?

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

54 Vadzidzi vake, Jakobho naJohani, vakati vachizviona, vakati, “Ishe, munoda kuti titi moto uburuke kudenga, uvaparadze here?”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

54 Vadzidzi vake, vana Jemusi naJohani pavakazviona vakati, “Tenzi munoda here kuti titi moto utozomoke kudenga uvaroromese?”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

54 Vadzidzi vake, vana Jemusi naJohani pavakazviona vakati, “Tenzi munoda here kuti titi moto utozomoke kudenga uvaroromese?”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

54 Vadzidzi Jakobho naJohani vakati vaona izvi, vakabvunza vakati, “Ishe, munoda here kuti tidane moto uburuke kubva kudenga kuti uvaparadze?”

See the chapter Copy

Ruka 9:54

Follow us:

Advertisements

Advertisements