Ruka 9:53 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika53 Asi vanhu ivavo havana kuda kumugamuchira nokuti akanga akananga kuJerusaremu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)53 Asi haʋana‐kumugamucira, nokuti ciso cake cakaŋga cakariŋgira Jerusarema. See the chapterShona Bible 1949 revised 200253 Asi havana kumugamuchira, nokuti chiso chake chakanga chakaringira Jerusaremu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika53 Asi vanhu ivavo havana kuda kumugamuchira nokuti akanga akananga kuJerusaremu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona53 Asi vanhu ivavo havana kuda kumugamuchira nokuti akanga akananga kuJerusaremu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi53 asi vanhu voko havana kumugamuchira, nokuti akanga ava kuenda kuJerusarema. See the chapter |