Ruka 9:51 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika51 Mazuva paakanga osvika okuti Jesu achikwidzwa kudenga, akananga kuJerusaremu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)51 Mazuʋa okukwidzwa kwake akati osweɗera, wakaramba akarinzira ciso cake kuenda Jerusarema, See the chapterShona Bible 1949 revised 200251 Mazuva okukwidzwa kwake akati oswedera, akaramba akarinzira chiso chake kuenda Jerusaremu, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika51 Mazuva paakanga osvika okuti Jesu achikwidzwa kudenga, akananga kuJerusaremu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona51 Mazuva paakanga osvika okuti Jesu achikwidzwa kudenga, akananga kuJerusaremu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi51 Nguva yakati yasvika yokuti akwidzwe kudenga, Jesu akafunga zvokuenda kuJerusarema. See the chapter |