Online Bible

- Advertisements -

Ruka 9:49 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

49 Johani akadavirawo woti, “Tenzi takaona munhu achidzinga mweya yakaipa muzita renyu tikamurambidza nokuti haasi wenzira imwechete nesu.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

49 Johane akapindura, akati: Tenzi, taʋona munhu aciɓuɗisa mŋeya yakaipa muzita renyu, tikamudziʋisa, nokuti haateʋeri nesu.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

49 Johani akapindura, akati, “Tenzi, taona munhu achibudisa mweya yakaipa muzita renyu, tikamudzivisa, nokuti haateveri nesu.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

49 Johani akadavirawo woti, “Tenzi takaona munhu achidzinga mweya yakaipa muzita renyu tikamurambidza nokuti haasi wenzira imwechete nesu.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

49 Johani akadavirawo woti, “Tenzi takaona munhu achidzinga mweya yakaipa muzita renyu tikamurambidza nokuti haasi wenzira imwechete nesu.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

49 Johani akati, “Tenzi, takaona mumwe murume achidzinga madhimoni muzita renyu uye tikaedza kumudzivisa, nokuti haazi mumwe wedu.”

See the chapter Copy

Ruka 9:49

Follow us:

Advertisements

Advertisements