Ruka 9:44 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 Regai mazwi aya anyatsopinda munzeve dzenyu okuti, “Mwanakomana womunhu anofanira kuiswa mumaoko avanhu.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)44 Mashoko awa ŋgaapinde munzeʋe dzenyu; nokuti Mŋanakomana womunhu ucaiswa mumaʋoko aʋanhu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200244 “Mashoko awa ngaapinde munzeve dzenyu; nokuti Mwanakomana womunhu achaiswa mumaoko avanhu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 Regai mazwi aya anyatsopinda munzeve dzenyu okuti, “Mwanakomana womunhu anofanira kuiswa mumaoko avanhu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona44 Regai mazwi aya anyatsopinda munzeve dzenyu okuti, “Mwanakomana womunhu anofanira kuiswa mumaoko avanhu.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi44 “Teereresai kune zvandiri kuda kukutaurirai: Mwanakomana woMunhu ava kuzopandukirwa agoiswa mumaoko avanhu.” See the chapter |