Online Bible

- Advertisements -

Ruka 9:43 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

43 Vose vakakatyamadzwa noukuru hwaMwari. Pavakanga vachiri kushamiswa kudaro nezvose zvaakaita akati kuna vadzidzi vake.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

43 Ʋose ʋakashamiswa noʋukuru bgaMŋari. Ɀino ʋose ʋacashamiswa neɀose ɀaakaita, akati kuʋadzidzi ʋake:

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

43 Vose vakashamiswa noukuru hwaMwari. Zvino vose vachashamiswa nezvose zvaakaita, akati kuvadzidzi vake,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

43 Vose vakakatyamadzwa noukuru hwaMwari. Pavakanga vachiri kushamiswa kudaro nezvose zvaakaita akati kuna vadzidzi vake.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

43 Vose vakakatyamadzwa noukuru hwaMwari. Pavakanga vachiri kushamiswa kudaro nezvose zvaakaita akati kuna vadzidzi vake.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

43 Uye vose vakashamiswa noukuru hwaMwari. Vanhu vose pavakanga vachakashamiswa nezvose zvakanga zvaitwa naJesu, akati kuvadzidzi vake,

See the chapter Copy

Ruka 9:43

Follow us:

Advertisements

Advertisements