Ruka 9:39 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Zvino mweya unongomubata obva ava kuzhamba uchimugwigwinisa kusvikira ava kupupa furo. Unomurwadzisa usingambomusiya. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Tarirai, mŋeya unomuɓata, ɀino woridza mhere pakarepo; unomubvundisa, acipupuma furo; hauɗi kumurega, asi unomurwadzisa ɀikuru. See the chapterShona Bible 1949 revised 200239 Tarirai, mweya unomubata, zvino woridza mhere pakarepo; unomubvundisa, achipupuma furo; haudi kumurega, asi unomurwadzisa zvikuru. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Zvino mweya unongomubata obva ava kuzhamba uchimugwigwinisa kusvikira ava kupupa furo. Unomurwadzisa usingambomusiya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona39 Zvino mweya unongomubata obva ava kuzhamba uchimugwigwinisa kusvikira ava kupupa furo. Unomurwadzisa usingambomusiya. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 Mweya wakaipa unomubata pakarepo oridza mhere; wobva womubvundisa achipupuma furo pamuromo. Haudi kumuregedza uye unomuparadza. See the chapter |