Online Bible

- Advertisements -




Ruka 9:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

35 Izwi rakabuda mugore richiti, “Uyu ndiye Mwanakomana wangu musarudzwa wangu, munzwei.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

35 Ipapo inzwi rakabva mugore, riciti: Uyu Mŋanakomana waŋgu, musanaŋgurwa waŋgu, mumunzwei!

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

35 Ipapo izwi rakabva mugore, richiti, “Uyu Mwanakomana wangu, musanangurwa wangu, mumunzwei!”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

35 Izwi rakabuda mugore richiti, “Uyu ndiye Mwanakomana wangu musarudzwa wangu, munzwei.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

35 Izwi rakabuda mugore richiti, “Uyu ndiye Mwanakomana wangu musarudzwa wangu, munzwei.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

35 Inzwi rakabva mugore, rikati, “Uyu ndiye Mwanakomana wangu, musanangurwa wangu; muteererei.”

See the chapter Copy




Ruka 9:35

Follow us:

Advertisements


Advertisements